2 Kings 18:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recitatu raHoshea mŋanakomana waEra mambo waIsraeri, Hezekia mŋanakomana waAhazi mambo waJuda wakataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechitatu raHoshea mwanakomana waEra Mambo weIsraeri, Hezekia mwanakomana waAhazia mambo weJudha akatanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechitatu rokutonga kwaHoshea mwanakomana waEra mambo wokwaIsiraeri, Hezekiya mwanakomana waAhazi mambo wokwaJudha akatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechitatu raHoshea mwanakomana waEra mambo weIsiraeri, Hezekia mwanakomana waAhazi mambo waJudha wakatanga ushe.
Shona 2009?
Zvino negore rechitatu raHoshea mwanakomana waEra mambo waIsiraeri, Hezekia mwanakomana waAhazi mambo waJudha wakatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechitatu raHoshea mwanakomana waEra mambo weIsiraeri, Hezekiya mwanakomana waAhazi mambo waJudha wakatanga ushe.