2 Kings 18:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia akamupa sirveri yose yakaŋga iri mumba maJehova, napafuma yeimba yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Hezekia akamupa sirivha yose yakawanikwa mutemberi yaJehovha nomumatura omumuzinda wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akamupa sirivha yose yaiva mumba yaTenzi nomudzimba dzokuchengetera upfumi hwomumuzinda wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekia akamupa sirivha yose yakanga iri mumba maJehovha, napapfuma yeimba yamambo.
Shona 2009?
Hezekia akamupa sirivha yose yakanga iri mumba maJehovha, napafuma yeimba yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiya akamupa sirivha yose yakanga iri mumba maJehovha, napapfuma yeimba yamambo.