2 Kings 18:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo Hezekia wakabvisa ndarama pamikoʋa yeimba yaJehova, napambiru dzakaŋga dzafukidzwa nayo naHezekia mambo waJuda, akaipa mambo weAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Hezekia mambo weJudha akabvisa goridhe raakanga afukidza naro makonhi nembiru dzamakonhi etemberi yaJehovha, akazvipa kuna mambo weAsiria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo Hezekiya akakwatanura ndarama yaiva pamagonhi eTemberi yaTenzi napamagwatidziro yaakanga anamirapo, akaipa kuna mambo weAsiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo Hezekia wakabvisa ndarama pamikova yeimba yaJehovha, napambiru dzakanga dzafukidzwa nayo naHezekia mambo waJudha, akaipa mambo weAsiria.
Shona 2009?
Nenguva iyo Hezekia wakabvisa ndarama pamikova yeimba yaJehovha, napambiru dzakanga dzafukidzwa nayo naHezekia mambo waJudha, akaipa mambo weAsiria.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo Hezekiya wakabvisa ndarama pamikova yeimba yaJehovha, napambiru dzakanga dzafukidzwa nayo naHezekiya mambo waJudha, akaipa mambo weAsiria.