2 Kings 18:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe unoti (asi mashoko omuromo hawo): Mano nesimba ɀokurwa naɀo ɀiri’po haɀo. Ɀino unoʋimba naniko, ɀawandimukira ini?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoti unogona kuronga uye une simba rokurwa, asi uri kungotaura mashoko asingazari mukombe. Uri kuvimba naaniko, kuti undimukire?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofunga kuti kutaura pamuromo apa ndiko kuronga hondo here ikoko kana kuti simba rokurwa hondo iroro? Ndiani wawava kuinzva naye zvawava kutondipandukira kudai?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe unoti (asi mashoko omuromo hawo), mano nesimba zvokurwa nazvo zviripo hazvo. Zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?
Shona 2009?
Iwe unoti (asi mashoko omuromo hawo), mano nesimba zvokurwa nazvo zviripo hazvo. Zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe unoti (asi mashoko omuromo hawo), mano nesimba zvokurwa nazvo zviripo hazvo. Zvino unovimba naniko, zvawandimukira ini?