2 Kings 18:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, cipikiranai henyu natenzi waŋgu mambo weAsiria, ndikupe mabiza aneɀuru ɀiʋiri, kana iwe ukagona kuisa ʋataȿi pamsoro pawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Chiuya zvino, uite chitsidzo natenzi wangu, mambo weAsiria. Ndichakupa zviuru zviviri zvamabhiza, kana uchigona kuisa vatasvi pamusoro pawo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupikirane natenzi wangu mambo weAsiria, ndikupeka mabhiza zviuru zviviri. Pakopo ungaawanirewo vachayiri here iwe?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvino, chipikiranai henyu natenzi wangu mambo weAsiria, ndikupe mabhiza ane zviuru zviviri, kana iwe ukagona kuisa vatasvi pamusoro pawo.
Shona 2009?
"Naizvozvo zvino, chipikiranai henyu natenzi wangu mambo weAsiria, ndikupe mabhiza ane zviuru zviviri, kana iwe ukagona kuisa vatasvi pamusoro pawo.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvino, chipikiranai henyu natenzi wangu mambo weAsiria, ndikupe mabhiza ane zviuru zviviri, kana iwe ukagona kuisa vatasvi pamusoro pawo.