2 Kings 18:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uŋgagona seiko kukunda mukuru mumŋe kunaʋaɗuku ʋaʋaranda ʋatenzi ʋaŋgu, kana ukaʋimba neEgipita kuti upiwe ŋgoro namabiza naʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungagona seiko kukunda mumwe wamachinda madiki atenzi wangu kunyange dai uchivimba neIjipiti kuti uchapiwa ngoro navatasvi vamabhiza?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange akava mukuru mukuru wehondo pakati pamakurukota okupedzisira chaiwo atenzi wangu ungabva wafemera kumumhanyisawo here iwe, iwe uchidaro kutovimba neIjipiti kuti utowanawo ngoro dzehondo navachairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ungagona seiko kukunda mukuru mumwe kuna vaduku vavaranda vatenzi vangu, kana ukavimba naIjipiti kuti upiwe ngoro namabhiza navo?
Shona 2009?
"Ungagona seiko kukunda mukuru mumwe kuna vaduku vavaranda vatenzi vangu, kana ukavimba naIjipiti kuti upiwe ngoro namabhiza navo?
Shona SUB 2002 Bible
“Ungagona seiko kukunda mukuru mumwe kuna vaduku vavaranda vatenzi vangu, kana ukavimba naIjipiti kuti upiwe ngoro namabhiza navo?