2 Kings 18:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndaʋuya kuzorwa nenɀimbo iyi kuti ndiiparadze ndisinaJehova here? Ndiye Jehova wakati kwandiri: Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo, handina kuuya kuzorwa nokuparadza nzvimbo ino ndisina shoko rinobva kuna Jehovha here? Jehovha pachake akandiudza kuti ndiuye kuzorwisa nyika uye ndiiparadze.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo kuuya kwandaita kuzorwisa ndichiparadza nzvimbo ino, ndangouyawo here zvisina Tenzi mukati? Tenzi ndiye akanditi, ‘Vinga nyika iyoyi uiparadze.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndauya kuzorwa nenzvimbo iyi kuti ndiiparadze ndisina Jehovha here? Ndiye Jehovha wakati kwandiri, ‘Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.’ ”
Shona 2009?
Ini ndauya kuzorwa nenzvimbo iyi kuti ndiiparadze ndisina Jehovha here? Ndiye Jehovha wakati kwandiri, `Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndauya kuzorwa nenzvimbo iyi kuti ndiiparadze ndisina Jehovha here? Ndiye Jehovha akati kwandiri, ‘Enda undorwa nenyika iyo, uiparadze.’ ”