2 Kings 18:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko mumŋe waʋamŋari ʋendudzi wakatomborwira nyika yake paruʋoko rwamambo weAsiria here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pana mwari wenyika ipi zvayo akamborwira nyika yake kubva muruoko rwamambo weAsiria?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamarudzi ose pana mwari here ati ambonunura nyika yake mumaoko amambo weAsiria? ‘Ko vamwari vokuHamati nokuAripadhi varipi?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ko mumwe wavamwari vendudzi wakatomborwira nyika yake paruoko rwamambo weAsiria here?
Shona 2009?
"Ko mumwe wavamwari vendudzi wakatomborwira nyika yake paruoko rwamambo weAsiria here?
Shona SUB 2002 Bible
“Ko mumwe wavamwari vendudzi wakatomborwira nyika yake paruoko rwamambo weAsiria here?