2 Kings 18:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaʋapiko pakati paʋamŋari ʋose ʋenyika ʋakarwira nyika yaʋo paruʋoko rwaŋgu, ɀamunoti Jehova ucarwira Jerusarema paruʋoko rwaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani wavamwari vose venyika idzi akagona kuponesa nyika yake kubva kwandiri? Zvino Jehovha achanunura Jerusarema sei kubva muruoko rwangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pavamwari vose venyika idzodzo ndivanaani vakanunura nyika dzavo mumaoko angu zvingazonzi Tenzi achanunura Jerusaremu mumaoko angu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndavapiko pakati pavamwari vose venyika vakarwira nyika yavo paruoko rwangu, zvamunoti Jehovha ucharwira Jerusaremu paruoko rwangu?”
Shona 2009?
Ndavapiko pakati pavamwari vose venyika vakarwira nyika yavo paruoko rwangu, zvamunoti Jehovha ucharwira Jerusaremu paruoko rwangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Ndavapiko pakati pavamwari vose venyika vakarwira nyika yavo paruoko rwangu, zvamunoti Jehovha ucharwira Jerusaremu paruoko rwangu?”