2 Kings 18:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋakaramba ʋanyerere, haʋana‐kumupindura shoko rimŋe, nokuti murairo wamambo wakaŋga uciti: Regai kumupindura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu vakaramba vakanyarara vakasataura chinhu, nokuti mambo akanga arayira akati, “Musamupindura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vakati mwiro kunyarara vakarega nokumupindura kwose nokuti chirevo chamambo chaiti, “Regai kumupindura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murayiro wamambo wakanga uchiti, “Regai kumupindura.”
Shona 2009?
Asi vanhu vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murayiro wamambo wakanga uchiti, "Regai kumupindura."
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu vakaramba vanyerere, havana kumupindura shoko rimwe, nokuti murairo wamambo wakanga uchiti, “Regai kumupindura.”