2 Kings 18:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Eriakimi mŋanakomana waHirkia, waitarira imba, naShebna munyori, naJoa, mŋanakomana waAsafi sahwira, ʋakaenda kunaHezekia, ŋguʋo dzaʋo dzabvarurwa, ʋakamuʋudza mashoko omukuru waʋatariri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Eriakimi mwanakomana waHirikia mutariri womunda wamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi munyori wenhoroondo vakaenda kuna Hezekia, nenguo dzavo dzakabvaruka, vakamuudza zvakanga zvataurwa nomukuru wavatariri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Eriakimu mwanakomana waHirikiya aiva mukuru mukuru womumuzinda naShebhuna samunyori mukuru nomunyori Joa mwanakomana waAsafu vakaenda kuna Hezekiya hanzu vabvarura. Vakamusvitsa zvakanga zvataurwa nomutariri mukuru wezvomumuzinda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Eriakimu mwanakomana waHirikia, waitarira imba, naShebha munyori, naJoa, mwanakomana waAsafi sahwira, vakaenda kuna Hezekia, nguo dzavo dzabvarurwa, vakamuudza mashoko omukuru wavatariri.
Shona 2009?
Zvino Eriakimu mwanakomana waHirikia, waitarira imba, naShebha munyori, naJoa, mwanakomana waAsafi sahwira, vakaenda kuna Hezekia, nguvo dzavo dzabvarurwa, vakamuudza mashoko omukuru wavatariri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Eriakimu mwanakomana waHirikia, waitarira imba, naShebha munyori, naJoa, mwanakomana waAsafi sahwira, vakaenda kuna Hezekiya, nguo dzavo dzabvarurwa, vakamuudza mashoko omukuru wavatariri.