2 Kings 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recinna ramambo Hezekia, riri gore recinomŋe raHoshea mŋanakomana waEra mambo waIsraeri, Sharmaneseri mambo weAsiria akandorwa neSamaria, akarikomba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore rechina ramambo Hezekia, iro raiva gore rechinomwe raHoshea mwanakomana waEra mambo weIsraeri, Sharimaneseri mambo weAsiria akaenda kundorwa neSamaria akarikunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakazoitika kuti mugore rechina rokutonga kwamambo Hezekiya ipapo makanga muri mugore rechinomwe rokutonga kwaHoshea mambo wokwaIsiraeri mwanakomana waEra, Sharumanesa mambo weAsiria akauya kuzorwisa Samaria ndokurikomba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechina ramambo Hezekia, riri gore rechinomwe raHoshea mwanakomana waEra mambo waIsiraeri, Sharimaneseri mambo weAsiria akandorwa neSamaria, akarikomba.
Shona 2009?
Zvino negore rechina ramambo Hezekia, riri gore rechinomwe raHoshea mwanakomana waEra mambo waIsiraeri, Sharimaneseri mambo weAsiria akandorwa neSamaria, akarikomba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechina ramambo Hezekiya, riri gore rechinomwe raHoshea mwanakomana waEra mambo waIsiraeri, Sharimaneseri mambo weAsiria akandorwa neSamaria, akarikomba.