2 Kings 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Hezekia wakati aciɀinzwa, akabvarura ŋguʋo dzake, akafuka magumbu, akapinda mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Hezekia akati achizvinzwa, akabvarura nguo dzake akafuka masaga akapinda mutemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazvakasvika munzeve dzamambo, Hezekiya akabvarura hanzu dzake akapfeka masaga akapinda mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Hezekia wakati achizvinzwa, akabvarura nguo dzake, akafuka magumbu, akapinda mumba maJehovha.
Shona 2009?
Zvino mambo Hezekia wakati achizvinzwa, akabvarura nguvo dzake, akafuka magumbu, akapinda mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Hezekiya wakati achizvinzwa, akabvarura nguo dzake, akafuka magumbu, akapinda mumba maJehovha.