2 Kings 19:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia akagamucira ŋwadi pamaʋoko enhume, akairaʋa; Hezekia akakwira kumba kwaJehova, akaipetenura pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akagamuchira tsamba kubva kunhume uye akaiverenga. Ipapo akaenda kutemberi yaJehovha akaipetenura pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akagamuchira tsamba iya mumaoko enhumwa akaiverenga akaenda nayo kumba yaTenzi ndokundoti ware ware pana Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekia akagamuchira n’gwadhi pamaoko enhume, akairava; Hezekia akakwira kumba kwaJehovha akaipetenura pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Hezekia akagamuchira mwadhi pamaoko enhume, akairava; Hezekia akakwira kumba kwaJehovha akaipetenura pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiya akagamuchira tsamba pamaoko enhume, akairava; Hezekiya akakwira kumba kwaJehovha akaipetenura pamberi paJehovha.