2 Kings 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatuma Eriakimi waitarira imba, naShebna munyori, naʋakuru ʋaʋaprista, ʋakafuka magumbu, kunomuprofita Isaya mŋanakomana waAmozi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatuma Eriakimi mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori navatungamiri vavaprista, vose vakapfeka masaga, kumuprofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva atuma Eriakimu mukuru mukuru womumuzinda wake naShebhuna samunyori mukuru navakuru vakuru vavapristi kumuporofita Isaya mwanakomana waAmozi vakapfeka masaga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma Eriakimu waitarira imba, naShebhana munyori, navakuru vavapristi, vakafuka magumbu, kunomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona 2009?
Akatuma Eriakimu waitarira imba, naShebhana munyori, navakuru vavaprista, vakafuka magumbu, kunomuporofita Isaya mwanakomana waAmozi.
Shona SUB 2002 Bible
Akatuma Eriakimu waitarira imba, naShebhana munyori, navakuru vavapristi, vakafuka magumbu, kuno muporofita Isaya mwanakomana waAmozi.