2 Kings 19:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heri shoko rakataurwa naJehova pamsoro pake: Mhandara, mukunda weZioni, wakakushoʋora nokukuseka; mukunda weJerusarema wakakudzuŋgudzira musoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iri ndiro shoko rakataurwa naJehovha pamusoro pake: “Mhandara Mwanasikana weZioni anokushora uye anokuseka. Mwanasikana weJerusarema anokudzungudzira musoro uchitiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvataurwa naTenzi nezvake ndezvizvi: Iri kukushora inokuzvidza mhandara yeZioni. Ari kutozunguza zvake musoro shure kwako mukunda weJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Heri shoko rakataurwa naJehovha pamusoro pake, Mhandara, mukunda weZioni, wakakushora nokukuseka; mukunda weJerusaremu wakakudzungudzira musoro wake.
Shona 2009?
"Heri shoko rakataurwa naJehovha pamusoro pake, Mhandara, mukunda weZiyoni, wakakushora nokukusweveredza; mukunda weJerusaremu wakakudzungudzira musoro wake.
Shona SUB 2002 Bible
“Heri shoko rakataurwa naJehovha pamusoro pake, Mhandara, mukunda weZioni, wakakushora nokukuseka; mukunda weJerusaremu wakakudzungudzira musoro wake.