2 Kings 19:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakateka ndikanwa mvura yedzimŋe nyika, ndicapxisa nzizi dzose dzeEgipita nokutsika kwetsoka dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakachera matsime munyika yavatorwa, uye ndikanwa mvura ikoko. Netsoka dzangu ndakaomesa hova dzose dzeIjipiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndikatocheramo matsime ndikanwa ini mvura imwewo. Ndakatsika ini netsoka yangu tukova twose tweIjipiti twukaoma kuti gwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakateka ndikanwa mvura yedzimwe nyika, ndichapisa nzizi dzose dzeIjipiti nokutsika kwetsoka dzangu.
Shona 2009?
Ndakateka ndikamwa mvura yedzimwe nyika, ndichapwisa nzizi dzose dzeIjipiti nokutsika kwetsoka dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakachera ndikanwa mvura yedzimwe nyika, ndichapisa nzizi dzose dzeIjipiti nokutsika kwetsoka dzangu.