2 Kings 19:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acinzwa pamsoro paTirhaka mambo weEtiopia, ɀicinzi: Tarirai, woʋuya kuzorwa nemi, akatuma ɀe nhume kunaHezekia, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Senakeribhi akagamuchira chiziviso chaiti Tirihaka, mambo weEtiopia akanga achifamba achiuya kuzorwa naye. Saka akatumazve nhume kuna Hezekia neshoko iri rokuti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo weAsiria paakanzwa nezvaTirihaka mambo weItiopia akanga ari munzira kuuya kuzomurwisa, akatumazve nhume kuna Hezekiya achiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achinzwa pamusoro paTirihaka mambo weItiopia, zvichinzi, “Tarirai, wouya kuzorwa nemi, akatumazve nhume kuna Hezekia, achiti,
Shona 2009?
Zvino wakati achinzwa pamusoro paTirihaka mambo weItiopia, zvichinzi, "Tarirai, wouya kuzorwa nemi, akatumazve nhume kuna Hezekia, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achinzwa pamusoro paTirihaka mambo weItiopia, zvichinzi, “Tarirai, wouya kuzorwa nemi, akatumazve nhume kuna Hezekiya, achiti,