2 Kings 2:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanakomana ʋaʋaprofita ʋakaŋga ʋari paJeriko pakatarisana naye, ʋakati ʋacimuʋona, ʋakati: Mŋeya waEria wogara pamsoro paErisha. Ʋakandosoŋgana naye, ʋakakotamira pasi pamberi pake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Boka ravaprofita vapaJeriko, avo vakanga vakatarisa, vakati, “Mweya waEria wagara pamusoro paErisha.” Uye vakaenda kundosangana naye vakakotamira pasi pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vechikwata chavaporofita vaiva paJeriko vaimuona vari mhiri vakati, “Mweya waEriya wava pana Erisha.” Vakaenda kundochingurana naye vakamugwadamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanakomana vavaporofita vakanga vari paJeriko pakatarisana naye, vakati vachimuona, vakati, “Mweya waEria wogara pamusoro paErisha.” Vakandosangana naye, vakakotamira pasi pamberi pake.
Shona 2009?
Zvino vanakomana vavaporofita vakanga vari paJeriko pakatarisana naye, vakati vachimuona, vakati, "Mweya waEria wogara pamusoro paErisha." Vakandosangana naye, vakakotamira pasi pamberi pake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanakomana vavaporofita vakanga vari paJeriko pakatarisana naye, vakati vachimuona, vakati, “Mweya waEriya wogara pamusoro paErisha.” Vakandosangana naye, vakakotamira pasi pamberi pake.