2 Kings 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iʋo ʋakati ʋamugombedzera, kuȿikira anyara, akati: Tumai henyu. Naiɀoɀo ʋakatuma ʋarume ʋanamakumi mashanu, ʋakatȿaka mazuʋa matatu, asi haʋana‐kumuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakaramba vachimugombedzera kusvikira anyara kwazvo kuti avarambidze. Saka akati, “Vatumei henyu.” Saka vakatuma varume makumi mashanu vakandomutsvaka kwamazuva matatu asi havana kumuwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakaramba vachigombedzera akazoti, “Vatumei zvenyu.” Saizvozvo vakatumira makumi mashanu avarume. Vakamutsvaga kwamazuva matatu, asi havana kumuwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ivo vakati vamugombedzera, kusvikira anyara, akati, “Tumai henyu.” Naizvozvo vakatuma varume vana makumi mashanu, vakatsvaka mazuva matatu, asi havana kumuwana.
Shona 2009?
Asi ivo vakati vamugombedzera, kusvikira anyara, akati, "Tumai henyu." Naizvozvo vakatuma varume vana makumi mashanu, vakatsvaka mazuva matatu, asi havana kumuwana.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ivo vakati vamugombedzera, kusvikira anyara, akati, “Tumai henyu.” Naizvozvo vakatuma varume vana makumi mashanu, vakatsvaka mazuva matatu, asi havana kumuwana.