2 Kings 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzokera ɀe kwaari aciri paJeriko, iye akati kwaʋari: Handina‐kukuʋudzai here, ndikati: Regai kuenda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakadzokera kuna Erisha, kwaaigara muJeriko, akati kwavari, “Handina kukuudzai here kuti musaenda?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda kuna Erisha kuJeriko kwaakanga amboti zvake mire mirei ariko, akati kwavari, “Handina kukuudzai here kuti regai kuenda?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzokerazve kwaari achiri paJeriko, iye akati kwavari, “Handina kukuudzai here, ndikati ‘Regai kuenda.’ ”
Shona 2009?
Vakadzokerazve kwaari achiri paJeriko, iye akati kwavari, "Handina kukuudzai here, ndikati `Regai kuenda.' "
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzokerazve kwaari achiri paJeriko, iye akati kwavari, “Handina kukuudzai here, ndikati ‘Regai kuenda.’ ”