2 Kings 2:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mvura ikarapxa kuȿikira nhasi, seɀaakataura, iye Erisha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mvura yakaramba yakanaka kusvikira nhasi sezvakanga zvarehwa neshoko rakataurwa naErisha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura iyoyo yakabva yarapwa kusvikira pari nhasi, maererano nezvakataurwa naErisha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mvura ikarapwa kusvikira, nhasi sezvakataura, iye Erisha.
Shona 2009?
Naizvozvo mvura ikarapwa kusvikira, nhasi sezvakataura, iye Erisha.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mvura ikarapwa kusvikira, nhasi sezvakataura, iye Erisha.