2 Kings 20:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia akapindura, akati: Ɀakareruka kuti mumvuri upfuʋurire mberi mitaro inegumi; kwete, mumvuri ŋgaudzoke mitaro inegumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akati, “Zvakareruka kuti mumvuri uende mberi nhambwe gumi. Saka ngaudzoke nhambwe gumi mushure.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akati, “Zviri nyore kuti mumvuri uende mberi nhanho gumi pano kuti udzokere shure nhano gumi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekia akapindura, akati, “Zvakareruka kuti mumvuri upfuurire mberi mitaro inegumi; kwete, mumvuri ngaudzoke mitaro inegumi.”
Shona 2009?
Hezekia akapindura, akati, "Zvakareruka kuti mumvuri upfuurire mberi mitaro inegumi; kwete, mumvuri ngaudzoke mitaro inegumi."
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiya akapindura, akati, “Zvakareruka kuti mumvuri upfuurire mberi mitaro ine gumi; kwete, mumvuri ngaudzoke mitaro ine gumi.”