2 Kings 20:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muprofita akaɗana kunaJehova, akadzosera mumvuri shure mitaro inegumi pacikati caAhazi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muprofita Isaya akadana kuna Jehovha, Jehovha akadzorera mumvuri shure nhambwe gumi pamanera aAhazia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muprofita Isaya akachema kuna Tenzi akadzosera mumvuri wacho shure nhanho gumi dzawakanga wafamba pachiringazuva chiya chakavakwa naAhazi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo muporofita akadana kuna Jehovha, akadzosera mumvuri shure mitaro inegumi pachikiratidzo chenguva chaAhazi.
Shona 2009?
Ipapo muporofita akadana kuna Jehovha, akadzosera mumvuri shure mitaro inegumi pachiratidzo chenguva chaAhazi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo muporofita akadana kuna Jehovha, akadzosera mumvuri shure mitaro ine gumi pachikiratidzo chenguva chaAhazi.