2 Kings 20:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ʋakaʋonei mumba mako? Hezekia akapindura, akati: Ʋakaʋona ɀose ɀiri mumba maŋgu; hakunecinhu pakati pefuma yaŋgu candisina‐kuʋaratidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprofita akamubvunza akati, “Chii chavaona mumuzinda mako?” Hezekia akapindura akati, “Vaona zvose zviri mumuzinda mangu. Hapana chinhu chiri pakati pepfuma yangu chandisina kuvaratidza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Chiiko chavaona mumuzinda menyu?” Hezekiya akapindura achiti, “Vaona zvose zviri mumuzinda mangu. Hapana chandasiya kuvaratidza mudzimba dzangu dzokuchengetera zvinhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Vakawonei mumba mako?” Hezekia akapindura, akati, “Vakaona zvose zviri mumba mangu, hakune chinhu pakati pepfuma yangu chandisina kuvaratidza.”
Shona 2009?
Akati, "Vakawonei mumba mako?" Hezekia akapindura, akati, "Vakaona zvose zviri mumba mangu, hakune chinhu pakati pefuma yangu chandisina kuvaratidza."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Vakawonei mumba mako?” Hezekiya akapindura, akati, “Vakaona zvose zviri mumba mangu, hakuna chinhu pakati pepfuma yangu chandisina kuvaratidza.”