2 Kings 20:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akatendeʋukira kumadziro, akanyeŋgetera kunaJehova, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akatendeukira kumadziro uye akanyengetera kuna Jehovha akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Hezekiya akatendeukira kumadziro ndokunamata kuna Tenzi achiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha, akati,
Shona 2009?
Ipapo akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akatendeukira kumadziro, akanyengetera kuna Jehovha, akati,