2 Kings 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Isaya wakaŋga acigere kuɓuɗa paruʋazhe rwapakati, shoko raJehova rikaʋuya kwaari, riciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Isaya asati abva paruvanze rwapakati, shoko raJehovha rakauya kwaari richiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo Isaya akanga asati apfuura ruvanze rwepakati ndokubva izwi raTenzi rauya kwaari richiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Isaya wakanga achigere kubuda paruvazhe rwapakati, shoko raJehovha rikauya kwaari, richiti,
Shona 2009?
Zvino Isaya wakanga achigere kubuda paruvazhe rwapakati, shoko raJehovha rikauya kwaari, richiti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Isaya wakanga achigere kubuda paruvazhe rwapakati, shoko raJehovha rikauya kwaari, richiti,