2 Kings 20:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicawedzera pamazuʋa ako makore anegumi namashanu; ndicakurwira iwe neguta rino paruʋoko rwamambo weAsiria, ndicadzitira guta rino nokuɗa kwaŋgu, ʋuye nokuɗa kwaDavidi muranda waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichawedzera paupenyu hwako makore gumi namashanu. Uye ndichakurwira iwe neguta rino. Ndicharwira guta iri kubva muruoko rwamambo weAsiria nokuda kwangu uye nokuda kwomuranda wangu Dhavhidhi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye ndichawedzera upenyu hwako namakore gumi namashanu. Ndichanunura iwe neguta iro rino iri mumaoko amambo weAsiria. Ndichadzivirira guta rino iri ndichiitira ini pachangu pamusana pomuranda wangu Dhavhidhi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichawedzera pamazuva ako makore ane gumi namashanu; ndichakurwira iwe neguta rino paruoko rwamambo weAsiria, ndichadzivira guta rino nokuda kwangu, uye nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu.”
Shona 2009?
"Ndichawedzera pamazuva ako makore ane gumi namashanu; ndichakurwira iwe neguta rino paruoko rwamambo weAsiria, ndichadzivira guta rino nokuda kwangu, uye nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu."
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichawedzera pamazuva ako makore ane gumi namashanu; ndichakurwira iwe neguta rino paruoko rwamambo weAsiria, ndichadzivira guta rino nokuda kwangu, uye nokuda kwaDhavhidhi muranda wangu.”