2 Kings 20:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Isaya akati: Ʋuyai neɓundu ramaʋonde. Iʋo ʋakaʋuya naro, ʋakariisa pamota, akapora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Isaya akati, “Gadzirai bundu ramaonde.” Vakaita saizvozvo vakariisa pamota, uye akapora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya ndokuti, “Unzai chambwa chamakuyu vachitore vachiise pamota racho kuti apore.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Isaya akati, “Uyai nebundu ramawonde.” Ivo vakauya naro, vakariisa pamota, akapora.
Shona 2009?
Ipapo Isaya akati, "Uyai nebundu ramawonde." Ivo vakauya naro, vakariisa pamamota, akapora.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Isaya akati, “Uyai nebundu ramawonde.” Ivo vakauya naro, vakariisa pamota, akapora.