2 Kings 20:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Hezekia akati kunaIsaya: Ciratidzo cicaʋa ceiko kuti Jehova ucandiporesa, ndikwire kumba kwaJehova nezuʋa recitatu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akanga abvunza Isaya achiti, “Chiratidzo chichava chei chokuti Jehovha achandiporesa uye kuti ndichakwira kutemberi yaJehovha pazuva retatu kubva zvino?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akati kuna Isaya, “Chichandiratidza kuti ndichapora chii? Uye chii chichandiratidzawo kuti ndichakwira zvangu kumba yaTenzi pazuva retatu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Hezekia akati kuna Isaya, “Chiratidzo chichava cheiko kuti Jehovha uchandiporesa, ndikwire kumba kwaJehovha nezuva rechitatu here?”
Shona 2009?
Zvino Hezekia akati kuna Isaya, "Chiratidzo chichava cheiko kuti Jehovha uchandiporesa, ndikwire kumba kwaJehovha nezuva rechitatu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Hezekiya akati kuna Isaya, “Chiratidzo chichava cheiko kuti Jehovha uchandiporesa, ndikwire kumba kwaJehovha nezuva rechitatu here?”