2 Kings 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manase mambo waJuda ɀaakaita ɀinonyaŋgadza iɀi, akaita ɀakaipa kupfuʋura ɀose ɀakaitwa naʋaAmori ʋakamutaŋgira, akatadzisa ʋo Juda neɀifananidzo ɀake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Manase mambo weJudha aita zvivi zvinonyangadza izvi. Aita zvakaipa zvakawanda kupfuura vaAmori vakamutangira uye atungamirira Judha muzvivi nezvifananidzo zvake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pokuti Manase mambo wokwaJudha akaita zvinosemesa kudai achiita zvinhu zvakaipa kupinda zvaiitwa navaAmori vakamutangira kuvapo akapinza vokwaJudha mukutadza nokunamata zvifananidzo zvake izvi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Manase mambo waJudha zvaakaita zvinonyangadza izvi, akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa navaAmori vakamutangira, akatadzisawo Judha nezvifananidzo zvake.
Shona 2009?
"Manase mambo waJudha zvaakaita zvinonyangadza izvi, akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa navaAmori vakamutangira, akatadzisawo Judha nezvifananidzo zvake.
Shona SUB 2002 Bible
“Manase mambo waJudha zvaakaita zvinonyangadza izvi, akaita zvakaipa kupfuura zvose zvakaitwa navaAmori vakamutangira, akatadzisawo Judha nezvifananidzo zvake.