2 Kings 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋakaita ɀakaipa pamberi paŋgu, ʋakanditsamŋisa, kubva pazuʋa rokuɓuɗa kwamadziɓaɓa aʋo paEgipita kuȿikira zuʋa ranhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vakaita zvakaipa pamberi pangu vakanditsamwisa kubva pazuva rakabuda madzitateguru avo kubva muIjipiti kusvikira zuva ranhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti vakaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi vakandivirutsa nehasha kubvira zuva rakabuda madzibaba avo muIjipiti kusvikira pari nhasi.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakanditsamwisa, kubva pazuva rokubuda kwamadzibaba avo paIjipiti kusvikira zuva ranhasi.’ ”
Shona 2009?
nokuti vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakanditsamwisa, kubva pazuva rokubuda kwamadzibaba avo paIjipiti kusvikira zuva ranhasi.' "
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vakaita zvakaipa pamberi pangu, vakanditsamwisa, kubva pazuva rokubuda kwamadzibaba avo paIjipiti kusvikira zuva ranhasi.’ ”