2 Kings 21:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aManase, neɀose ɀaakaita, neɀiʋi ɀake ɀaakaita, haɀina‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadzimambo aJuda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaManase, nezvose zvaakaita, pamwe chete nechivi chaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzaManase nezvose zvaakaita nechitadzo chaakapara, zvakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo okwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aManase, nezvose zvaakaita, nezvivi zvake zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aJudha?
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aManase, nezvose zvaakaita, nezvivi zvake zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aJudha?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aManase, nezvose zvaakaita, nezvivi zvake zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aJudha?