2 Kings 21:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Manase akaʋata namadziɓaɓa ake, akaʋigwa mumunda weimba yake, mumunda waUza; Amoni mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Manase akazorora namadzibaba ake akavigwa mubindu romumuzinda wake, bindu raUza. Uye Amoni mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manase akazovatawo oenda kwakaenda vamwe, madzitateguru ake. Akavigwa mubindu romumuzinda make mubindu raUza. Mwanakomana wake Amoni ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Manase akavata namadzibaba ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waUza; Amoni mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Manase akavata namadzibaba ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waUza; Amoni mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Manase akavata namadzibaba ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waUza; Amoni mwanakomana wake akamutevera paushe.