2 Kings 21:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Amoni wakataŋga kuɓata ʋushe aʋa namakore anamakumi maʋiri namaʋiri, akaɓata ʋushe paJerusarema makore maʋiri; zita ramai ʋake rakaŋga riri Meshuremeti, mukunda waHaruzi weJotiba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Amoni akanga ava namakore makumi maviri namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore maviri. Zita ramai vake rainzi Meshuremeti mwanasikana waHaruzi; akanga achibva kuJotibha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Amoni akanga ava namakore makumi maviri namaviri paakatangisa kutonga. Akatonga kwemakore maviri ari muJerusaremu. Zita raamai vake rainzi Meshuremeti mwanasikana waHaruzi wokuJotibha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Amoni wakatanga kubata ushe ava namakore makumi maviri namaviri akabata ushe paJerusaremu makore maviri; zita ramai vake rakanga riri Meshuremeti, mukunda waHaruzi weJotibha.
Shona 2009?
Amoni wakatanga kubata ushe ava namakore makumi maviri namaviri akabata ushe paJerusaremu makore maviri; zita ramai vake rakanga riri Meshuremeti, mukunda waHaruzi weJotibha.
Shona SUB 2002 Bible
Amoni wakatanga kubata ushe ava namakore makumi maviri namaviri akabata ushe paJerusaremu makore maviri; zita ramai vake rakanga riri Meshuremeti, mukunda waHaruzi weJotibha.