2 Kings 21:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akasiya Jehova Mŋari wamadziɓaɓa ake, akasafamba nenzira yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafuratira Jehovha, Mwari wamadzibaba ake, haana kufamba munzira yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafuratira Tenzi, Mwari wamadzibaba ake akarega kutevedza gwara raTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akasiya Jehovha Mwari wamadzibaba ake, akasafamba nenzira yaJehovha.
Shona 2009?
akasiya Jehovha Mwari wamadzibaba ake, akasafamba nenzira yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
akasiya Jehovha Mwari wamadzibaba ake, akasafamba nenzira yaJehovha.