2 Kings 21:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋenyika iyo ʋakazoʋuraya ʋose ʋakaraŋgana ʋakamukira mambo Amoni; ʋanhu ʋenyika iyo ʋakaita mŋanakomana wake Josia mambo panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu venyika vakauraya vose vakanga vamukira Mambo Amoni, vakagadza mwanakomana wake Josia kuti ave mambo panzvimbo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vomunyika iyi vakauraya vose ivavo vakanga vapandukira mambo Amoni. Vanhu ivavo venyika iyi vakagadza Josiya mwana wake mukomana umambo panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu venyika iyo vakazouraya vose vakarangana vakamukira mambo Amoni; vanhu venyika iyo vakaita mwanakomana wake Josia mambo panzvimbo yake.
Shona 2009?
Asi vanhu venyika iyo vakazouraya vose vakarangana vakamukira mambo Amoni; vanhu venyika iyo vakaita mwanakomana wake Josiya mambo panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu venyika iyo vakazouraya vose vakarangana vakamukira mambo Amoni; vanhu venyika iyo vakaita mwanakomana wake Josiya mambo panzvimbo yake.