2 Kings 21:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aAmoni aakaita, haɀina‐kunyorwa here mubuku yamakoronike amadzimambo aJuda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaAmoni, nezvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzamadzimambo eJudha?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaAmoni dzezvaakaita, dzakanyorwa wani muBhuku reNhoroondo dzeMadzimambo okwaJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aAmoni aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aJudha?
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aAmoni aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yaMakoronike amadzimambo aJudha?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aAmoni aakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku yamakoronike amadzimambo aJudha?