2 Kings 21:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋigwa mubgiro bgake mumunda waUza; Josia mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavigwa muguva rake mubindu raUza. Josia mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavigwa muguva rake mubindu raUza. Mwana wake mukomana Josiya ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavigwa muhwiro hwake mumunda waUza; Josia mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Akavigwa muhwiro hwake mumunda waUza; Josiya mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Akavigwa muhwiro hwake mumunda waUza; Josiya mwanakomana wake akamutevera paushe.