2 Kings 22:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shafani munyori akati kunamambo: Muprista Hirkia wandipa buku. Shafani akairaʋira mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Shafani munyori akazivisa mambo achiti, “Hirikia muprista andipa bhuku.” Uye Shafani akariverenga pamberi pamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyori mukuru Shafani akataurira mambo achiti, “Hirikiya mupristi andipa bhuku.” Shafani akariverenga pana mambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shafani munyori akati kuna mambo, “Mupristi Hirikia wandipa bhuku.” Shafani akariravira mambo.
Shona 2009?
Shafani munyori akati kuna mambo, "muprista Hirikia wandipa bhuku." Shafani akariravira mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Shafani munyori akati kuna mambo, “Mupristi Hirikia wandipa bhuku.” Shafani akariravira mambo.