2 Kings 22:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaraira muprista Hirkia, naAhikami mŋanakomana waShafani, naAkbori mŋanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira Hirikia muprista, naAhikami mwanakomana waShafani, naAkibhori mwanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akaudza mupristi Hirikiya naAhikamu mwanakomana waShafani naAkibhori mwanakomana waMikaya nasamunyori mukuru Shafani naAsiya gurukota ramambo kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akaraira mupristi Hirikia, naAhikami mwanakomana waShafani, naAkibhori mwanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,
Shona 2009?
Mambo akaraira muprista Hirikia, naAhikami mwanakomana waShafani, naAkibhori mwanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akaraira mupristi Hirikia, naAhikami mwanakomana waShafani, naAkibhori mwanakomana waMikaya, naShafani munyori, naAsaya muranda wamambo, akati,