2 Kings 22:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo muprista Hirkia, naAhikami, naAkbori, naShafani, naAsaya ʋakaenda kuna‐Hurda muprofitakadzi, mukadzi waSharumi mŋanakomana waTikva, mŋanakomana waHarhasi, muceŋgeti weŋguʋo; (ɀino iye mukadzi wakaŋga agere paJerusarema kurutiʋi rutȿa rweguta;) ʋakataurirana naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hirikia muprista, naAhikami, naAkibhori, naShafani naAsaya vakaenda kundotaura naHuridha muprofitakadzi, akanga ari mukadzi waSharumi mwanakomana waTikivha, mwanakomana waHarihasi, muchengeti wenguo. Aigara muJerusarema, muDunhu reChipiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mupristi Hirikiya naAhikamu naAkibhori naShafani naAsaiya vakaenda kumuporofita Huridha mudzimai waSharumu mwanakomana waTikivha mwanakomana waHarinhasi, muchengeti wezvipfeko (akanga ava kugara kurutivi rutsva rweguta reJerusaremu), vakataura naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mupristi Hirikia, naAhikami, naAkibhori, naShafani, naAsaya vakaenda kuna Huridha muporofitakadzi, mukadzi waSharumi mwanakomana waTikiva, mwanakomana waHarahasi, muchengeti wenguo; (zvino iye mukadzi wakanga agere paJerusaremu kurutivi rutsva rweguta;) vakataurirana naye.
Shona 2009?
Naizvozvo muprista Hirikia, naAhikami, naAkibhori, naShafani, naAsaya vakaenda kuna Huridha muporofitakadzi, mukadzi waSharumi mwanakomana waTikiva, mwanakomana waHarahasi, muchengeti wenguvo; (zvino iye mukadzi wakanga agere paJerusaremu kurutivi rutsva rweguta;) vakataurirana naye.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mupristi Hirikia, naAhikami, naAkibhori, naShafani, naAsaya vakaenda kuna Huridha muporofitakadzi, mukadzi waSharumi mwanakomana waTikiva, mwanakomana waHarahasi, muchengeti wenguo; (zvino iye mukadzi wakanga agere paJerusaremu kurutivi rutsva rweguta;) vakataurirana naye.