2 Kings 22:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Ʋudzai munhu wakakutumai kwandiri, muti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Zvanzi naJehovha, Mwari weIsraeri: Udzai murume akutumai kwandiri kuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Zvanzi naTenzi, Mwari waIsiraeri, ‘Udza munhu akutumira kwandiri kuti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari weIsiraeri, ‘Udzai munhu wakakutumai kwandiri muti,
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, Udzai munhu wakakutumai kwandiri muti,
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Zvanzi naJehovha Mwari weIsiraeri, ‘Udzai munhu wakakutumai kwandiri muti,