2 Kings 22:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋakandirasha, ʋakapisira ʋamŋe ʋamŋari ɀinonhuwira, ʋakanditsamŋisa namaɓasa ose amaʋoko aʋo; naiɀoɀo kutsamŋa kwaŋgu kucamukira nɀimbo iyi; hakuŋgadzimŋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vakandirasa, vakapisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari, vakanditsamwisa nokuda kwezvifananidzo zvose zvavakaita namaoko avo, kutsamwa kwangu kuchapfuta pamusoro penzvimbo ino uye hakungadzimwi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti vakandifuratira vakapisira vamwe vamwari rusenzi, vachida kundishatirisa nezvose zvavakaita namaoko avo. Naizvozvo hasha dzangu dzichamukira nzvimbo ino dzisingazopodzwi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vakandirasha, vakapisira vamwe vamwari zvinonhuwira, vakanditsamwisa namabasa ose amaoko avo; naizvozvo kutsamwa kwangu kuchamukira nzvimbo iyi; hakungadzimwi.’
Shona 2009?
nokuti vakandirasha, vakapisira vamwe vamwari zvinonhuhwira, vakanditsamwisa namabasa ose amaoko avo, naizvozvo kutsamwa kwangu kuchamukira nzvimbo iyi; hakungadzimwi.'
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vakandirasha, vakapisira vamwe vamwari zvinonhuwira, vakanditsamwisa namabasa ose amaoko avo; naizvozvo kutsamwa kwangu kuchamukira nzvimbo iyi; hakungadzimwi.’