2 Kings 22:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi muti kunamambo waJuda wakakutumai kuzobvunza Jehova: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Kana ari mashoko awakanzwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Udzai mambo weJudha, akutumai kuzobvunza Jehovha, kuti, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, pamusoro pamashoko amakanzwa:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi panyaya yamambo wokwaJudha akutumai kuzobvunza kuna Tenzi, muti kwaari zvanzi naTenzi, Mwari waIsiraeri pane zvawanzwa izvo, pamusana pokuti wakapfidza mumwoyo mako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi muti kuna mambo waJudha wakakutumai kuzobvunza Jehovha, ‘Zvanzi naJehovha Mwari weIsiraeri, kana ari mashoko awakanzwa,
Shona 2009?
"Asi muti kuna mambo waJudha wakakutumai kuzobvunza Jehovha, Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, kana ari mashoko awakanzwa,
Shona SUB 2002 Bible
“Asi muti kuna mambo waJudha wakakutumai kuzobvunza Jehovha, ‘Zvanzi naJehovha Mwari weIsiraeri, kana ari mashoko awakanzwa,