2 Kings 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, akafamba nenzira yose yaDavidi ɓaɓa ʋake, haana‐kutsaukira kurudyi kana kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakanaka pamberi paJehovha uye akafamba munzira dzose dzababa vake Dhavhidhi, akasatsaukira kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita zvakarurama zvinodiwa naTenzi. Mune zvose akatevedza gwara raDhavhidhi tateguru wake. Haana kutsaukira uku kana uku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yose yaDhavhidhi baba vake, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.
Shona 2009?
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yose yaDhavhidhi baba vake, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akafamba nenzira yose yaDhavhidhi baba vake, haana kutsaukira kurudyi kana kuruboshwe.