2 Kings 22:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore regumi namasere ramambo Josia, mambo akatuma munyori Shafani mŋanakomana waAzaria, mŋanakomana waMeshurami, kumba kwaJehova, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore regumi namasere rokutonga kwake, Mambo Josia akatuma munyori, Shafani mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshurami, kutemberi yaJehovha. Akati kwaari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechisere rokutonga kwamambo Josiya, mambo iyeyu akatuma samunyori mukuru Shafani mwanakomana waAzariya mwanakomana waMeshuramu kumba yaTenzi achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore regumi namasere ramambo Josia, mambo akatuma munyori Shafani mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshurami, kumba kwaJehovha, akati,
Shona 2009?
Zvino negore regumi namasere ramambo Josiya, mambo akatuma munyori Shafani mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshurami, kumba kwaJehovha, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore regumi namasere ramambo Josiya, mambo akatuma munyori Shafani mwanakomana waAzaria, mwanakomana waMeshurami, kumba kwaJehovha, akati,