2 Kings 22:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enda kunaHirkia muprista mukuru, umuʋudze aʋereŋge mari inoiswa mumba maJehova, yakaʋuŋganidzwa naʋatariri ʋomukoʋa kuʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda kuna Hirikia muprista mukuru umuudze kuti averenge mari yakauyiswa mutemberi yaJehovha, iya yakaunganidzwa navarindi vomukova ichibva kuvanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chienda kumupristi mukuru Hirikiya averenge mari yakaunzwa mumba yaTenzi yakaunganidzwa navachengetedzi vokumusuo yakabviswa navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Enda kuna Hirikia mupristi mukuru, umuudze averenge mari inoiswa mumba maJehovha, yakaunganidzwa navatariri vomukova kuvanhu;
Shona 2009?
"Enda kuna Hirikia muprista mukuru, umuudze averenge mari inoiswa mumba maJehovha, yakaunganidzwa navatariri vomukova kuvanhu;
Shona SUB 2002 Bible
“Enda kuna Hirikia mupristi mukuru, umuudze averenge mari inoiswa mumba maJehovha, yakaunganidzwa navatariri vomukova kuvanhu;