2 Kings 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaipe mumaʋoko aʋaɓati ʋeɓasa, ʋanotarira imba yaJehova; iʋo ʋaipe ʋaɓati ʋeɓasa ʋari mumba maJehova, kuti ʋagadzirise ɀakaputsika paimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uite kuti vaipe kuvarume vakagadzwa kuti vatarire basa rapatemberi. Uye varume ava vanofanira kuripa vabati vanogadzira temberi yaJehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaiiswe mumaoko evashandi vanoona nezvebasa remba yaTenzi, ivo vaitambirise vashandi vari kumba yaTenzi vari kugadzira imba iyoyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaipe mumaoko avabati vebasa, vanotarira temberi yaJehovha; ivo vaipe vabati vebasa vari mumba maJehovha, kuti vagadzirise zvakaputsika paimba;
Shona 2009?
vaipe mumaoko avabati vebasa, vanotarira temberi yaJehovha; ivo vaipe vabati vebasa vari mumba maJehovha, kuti vagadzirise zvakaputsika paimba;
Shona SUB 2002 Bible
vaipe mumaoko avabati vebasa, vanotarira temberi yaJehovha; ivo vaipe vabati vebasa vari mumba maJehovha, kuti vagadzirise zvakaputsika paimba;