2 Kings 22:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋana‐kubvunzwa pamsoro pemari yakaiswa mumaʋoko aʋo, nokuti ʋaiɓata ʋakatendeka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi havafaniri kubvunzwa pamusoro pemari yakaiswa mumaoko avo, nokuti ivo vakatendeka pakubata kwavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pamari iyoyo inenge yaiswa mumaoko avo havafanire kuzobvunzurudzwa nokuti ivo vanhu vakavimbika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havana kubvunzwa pamusoro pemari yakaiswa mumaoko avo, nokuti vaibata vakatendeka.
Shona 2009?
Asi havana kubvunzwa pamusoro pemari yakaiswa mumaoko avo, nokuti vaibata vakatendeka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havana kubvunzwa pamusoro pemari yakaiswa mumaoko avo, nokuti vaibata vakatendeka.